Jeremiah 42:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ipapo munondo wamunotya ucakuɓatai’po panyika yeEgipita; nenzara yamunotya icakuteʋererai kwaɀo paEgipita, ndipapo pamucandofira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ipapo munondo wamunotya uchakukundai ikoko uye nenzara yamunotya ichakuteverai kuIjipiti, uye muchafira ikoko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
bakatwa ramuri kutya richakuwirai ikoko munyika yeIjipiti makaremo, neshangwa yenzara yacho yamuri kuzeza ichatsviriridza kusonana nemi kuIjipiti mufire ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ipapo munondo wamunotya uchakubataipo panyika yeIjipiti; nenzara yamunotya ichakutevererai kwazvo paIjipiti, ndipapo pamuchandofira.
Shona 2009?
ipapo munondo wamunotya uchakubataipo panyika yeIjipiti; nenzara yamunotya ichakutevererai kwazvo paIjipiti, ndipapo pamuchandofira.
Shona SUB 2002 Bible
ipapo munondo wamunotya uchakubataipo panyika yeIjipiti; nenzara yamunotya ichakutevererai kwazvo paIjipiti, ndipapo pamuchandofira.