Jeremiah 42:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakati kumuprofita Jeremia: Tinokumbira kuti munyeŋgetero weɗu uȿitswe pamberi penyu, mutinyeŋgeterere kunaJehova Mŋari wenyu, munyeŋgeterere aʋa ʋose ʋakasara (nokuti takasara tiri ʋashoma kunaʋaiʋa ʋazhinji, seɀamunotiʋona nameso enyu),
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuna Jeremia muprofita vakati kwaari, “Tapota inzwai chikumbiro chedu mutinyengeterere kuna Jehovha Mwari wenyu nokuda kwavose ava vakasara. Nokuti sezvamunoona zvino, kuti kunyange taiva vazhinji, iye zvino kwangosara vashoma chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakaenda kumuporofita Jeremiya vakati kwaari, “Inzwaiwo chichemo chedu mutinamatire kuna Tenzi, Mwari wenyu muchinyengeterera chitsama chavose vakasara ichi (nokuti tangosara tava vashomanana pavazhinji vaya sokutiona kwamuri kungoita nameso enyu)
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakati kumuporofita Jeremiya, “Tinokumbira kuti munyengetero wedu usvitswe pamberi penyu, mutinyengeterere kuna Jehovha Mwari wenyu, munyengeterere ava vose vakasara (nokuti takasara tiri vashoma kuna vaiva vazhinji, sezvamunotiona nameso enyu),
Shona 2009?
vakati kumuporofita Jeremiya, "Tinokumbira kuti munyengetero wedu usvitswe pamberi penyu, mutinyengeterere kuna Jehovha Mwari wenyu, munyengeterere ava vose vakasara (nokuti takasara tiri vashoma kuna vaiva vazhinji, sezvamunotiona nameso enyu),
Shona SUB 2002 Bible
vakati kumuporofita Jeremiya, “Tinokumbira kuti munyengetero wedu usvitswe pamberi penyu, mutinyengeterere kuna Jehovha Mwari wenyu, munyengeterere ava vose vakasara (nokuti takasara tiri vashoma kuna vaiva vazhinji, sezvamunotiona nameso enyu),