Jeremiah 42:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nhasi ndakuziʋisai iɀoɀo, asi hamuna‐kuterera inzwi raJehova Mŋari wenyu pacinhu cimŋe caakanditumira naco kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakuudzai nhasi, asi kunyange zvakadaro hamuna kuteerera Jehovha Mwari wenyu pane zvose zvaakandituma kuzokuzivisai imi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino ini nhasi uno ndakutaurirai. Asi imi hamuna kuteerera izwi raTenzi, Mwari wenyu, pazvinhu zvose zvaakandituma kuzokutaurirai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nhasi ndakuzivisai izvozvo, asi hamuna kuterera inzwi raJehovha Mwari wenyu pachinhu chimwe chaakanditumira nacho kwamuri.
Shona 2009?
Zvino nhasi ndakuzivisai izvozvo, asi hamuna kuteerera inzwi raJehovha Mwari wenyu pachinhu chimwe chaakanditumira nacho kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nhasi ndakuzivisai izvozvo, asi hamuna kuteerera izwi raJehovha Mwari wenyu pachinhu chimwe chaakanditumira nacho kwamuri.