Jeremiah 42:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti Jehova Mŋari wenyu atiratidze nzira yatinofanira kufamba nayo necinhu catinofanira kuita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyengeterai kuti Jehovha Mwari wenyu atiudze kwatinofanira kuenda uye zvatinofanira kuita.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuitira kuti Tenzi Mwari wenyu atiratidzewo gwara ratinofanira kutevedza uye nezvatinofanira kuti tiite.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti Jehovha Mwari wenyu atiratidze nzira yatinofanira kufamba nayo nechinhu chatinofanira kuita.”
Shona 2009?
kuti Jehovha Mwari wenyu atiratidze nzira yatinofanira kufamba nayo nechinhu chatinofanira kuita."
Shona SUB 2002 Bible
kuti Jehovha Mwari wenyu atiratidze nzira yatinofanira kufamba nayo nechinhu chatinofanira kuita.”