Jeremiah 42:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakati kunaJeremia: Jehova ŋgaaʋe capupu caɀokwaɗi cakatendeka pakati peɗu, kana tikarega kuita mashoko ose amunozotumŋa nawo kwatiri naJehova Mŋari wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakati kuna Jeremia, “Jehovha ngaave chapupu chezvokwadi uye chakatendeka pamusoro pedu kana tisingaiti zvose zvamunenge matumwa kuzotiudza naJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo ndokuti kuna Jeremiya, “Dai Tenzi angova chapupu chechokwadi chakatendeka kwatiri kana isu tikarega kuita zvose zvinenge zvarehwa naTenzi akutumai kwatiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakati kuna Jeremiya, “Jehovha ngaave chapupu chazvokwadi chakatendeka pakati pedu, kana tikarega kuita mashoko ose amunozotumwa nawo kwatiri naJehovha Mwari wenyu.
Shona 2009?
Ipapo vakati kuna Jeremiya, "Jehovha ngaave chapupu chazvokwadi chakatendeka pakati pedu, kana tikarega kuita mashoko ose amunozotumwa nawo kwatiri naJehovha Mwari wenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakati kuna Jeremiya, “Jehovha ngaave chapupu chazvokwadi chakatendeka pakati pedu, kana tikarega kuita mashoko ose amunozotumwa nawo kwatiri naJehovha Mwari wenyu.