Jeremiah 42:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati kwaʋari: Ɀanzi naJehova Mŋari waIsraeri, wamakanditumira kwaari kuti ndiȿitse munyeŋgetero wenyu pamberi pake:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kwavari, “Zvanzi naJehovha, Mwari waIsraeri, iye wamakanditumira kwaari kuti ndisvitse chikumbiro chenyu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvanzi naTenzi, Mwari weIsiraeri kuya kwamakandituma kundosvitsa chichemo chenyu:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati kwavari, “Zvanzi naJehovha Mwari waIsiraeri, wamakanditumira kwaari kuti ndisvitse munyengetero wenyu pamberi pake.
Shona 2009?
akati kwavari, "Zvanzi naJehovha Mwari waIsiraeri, wamakanditumira kwaari kuti ndisvitse munyengetero wenyu pamberi pake.
Shona SUB 2002 Bible
akati kwavari, “Zvanzi naJehovha Mwari waIsiraeri, wamakanditumira kwaari kuti ndisvitse munyengetero wenyu pamberi pake.