Jeremiah 43:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jeremia wakati apedza kuʋudza ʋanhu mashoko ose aJehova Mŋari waʋo, aakaŋga atumŋa nawo kwaʋari naJehova Mŋari waʋo, iwo mashoko awa ose,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jeremia akati apedza kuudza vanhu mashoko ose aJehovha Mwari wavo, zvose zvaakanga atumwa naJehovha kuti avaudze,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakapedza Jeremiya kutaurira vanhu vose mashoko ose iwaya aTenzi Mwari wavo, emhinduro yaTenzi Mwari wavo yaakatumwa nayo kwavari,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jeremiya wakati apedza kuudza vanhu mashoko ose aJehovha Mwari wavo, aakanga atumwa nawo kwavari naJehovha Mwari wavo, iwo mashoko awa ose,
Shona 2009?
Zvino Jeremiya wakati apedza kuudza vanhu mashoko ose aJehovha Mwari wavo, aakanga atumwa nawo kwavari naJehovha Mwari wavo, iwo mashoko awa ose,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jeremiya wakati apedza kuudza vanhu mashoko ose aJehovha Mwari wavo, aakanga atumwa nawo kwavari naJehovha Mwari wavo, iwo mashoko awa ose,