Jeremiah 43:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucaʋuya aciroʋa nyika yeEgipita; ʋakafanira rufu ʋacaiswa kurufu, ʋakafanira kutapxa ʋacaiswa kukutapxa, ʋakafanira munondo ʋacaiswa kumunondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achauya agorwisa Ijipiti, achivigira rufu kuna avo vakatongerwa rufu, kutapwa kuna vakatongerwa utapwa, nomunondo kuna avo vakatongerwa munondo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achasvikorova nyika yeIjipiti achipinza vakatemerwa denda kudenga vakatemerwa utapwa kuutapwa nokuuraisa nebakatwa vakatemerwa kurufu rwebakatwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchauya achirova nyika yeIjipiti; vakafanira rufu vachaiswa kurufu, vakafanira kutapwa vachaiswa kukutapwa, vakafanira munondo vachaiswa kumunondo.
Shona 2009?
Uchauya achirova nyika yeIjipiti; vakafanira rufu vachaiswa kurufu, vakafanira kutapwa vachaiswa kukutapwa, vakafanira munondo vachaiswa kumunondo.
Shona SUB 2002 Bible
Uchauya achirova nyika yeIjipiti; vakafanira rufu vachaiswa kurufu, vakafanira kutapwa vachaiswa kukutapwa, vakafanira munondo vachaiswa kumunondo.