Jeremiah 43:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi Baruki mŋanakomana waNeria ndiye unokumutsa pamsoro peɗu, kuti tiiswe mumaʋoko aʋaKardea, kuti ʋatiʋuraye nokutitapira Babironi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Bharuki mwanakomana waNeria ndiye anokukusvudzira pamusoro pedu kuti tiiswe kuvaBhabhironi, kuti vagotiuraya kana kutitora vachitiendesa kuBhabhironi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi iye Bharuku mwanakomana waNeriya ndiye atokufurira kuti utipandukire ugotiisa mumaoko mavaKaridhea kuti vatiuraye kana kutitapa vachitiendesa kuBhabhironi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi Bharuki mwanakomana waNeria ndiye unokumutsa pamusoro pedu, kuti tiiswe mumaoko avaKaradhea, kuti vatiuraye nokutitapira Bhabhironi.’ ”
Shona 2009?
asi Bharuki mwanakomana waNeria ndiye unokumutsa pamusoro pedu, kuti tiiswe mumaoko avaKaradhea, kuti vatiuraye nokutitapira Bhabhironi.' "
Shona SUB 2002 Bible
asi Bharuki mwanakomana waNeria ndiye unokumutsa pamusoro pedu, kuti tiiswe mumaoko avaKaradhia, kuti vatiuraye nokutitapira Bhabhironi.’ ”