Jeremiah 43:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋaiti, ʋarume naʋakadzi naʋana naʋakunda ʋamambo nomunhu upi noupi wakaŋga asiyiwa naNebuzaradani mukuru waʋarindi kunaGedaria mŋanakomana waAhikami, mŋanakomana waShafani, pamŋe cete naJeremia muprofita, naBaruki mŋanakomana waNeria,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakatorawo varume vose, navakadzi navana navanasikana vamambo vakanga vasiyiwa naNebhuzaradhani mukuru wavarindi vamambo kuna Gedharia mwanakomana waShafani, naJeremia muprofita uye naBharuki mwanakomana waNeria.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paiti varume navakadzi navana navakunda vokwamambo nomunhu wose akanga asiyiwa naNebhuzaradhani mukuru wavachengetedzi vokwamambo ari mumaoko maGedhariya mwanakomana waAhikamu mwanakomana waShafani uyewo nomuporofita Jeremiya naBharuku mwanakomana waNeriya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vaiti, varume navakadzi navana navakunda vamambo nomunhu upi noupi akanga asiyiwa naNebhuzaradhani mukuru wavarindi kuna Gedharia mwanakomana waAhikami, mwanakomana waShafani, pamwechete naJeremiya muporofita, naBharuki mwanakomana waNeria,
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible