Jeremiah 43:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakandoȿika kunyika yeEgipita; nokuti haʋana‐kuterera inzwi raJehova; ʋakandoȿika Tapanesi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakapinda muIjipiti vasingateereri Jehovha vakaenda zvokutosvika kuTapanesi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivavo vakasvika munyika yeIjipiti nokuti vakanga varamba kuteerera izwi raTenzi. Vakasvikira kuTahipanhesi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakandosvika kunyika yeIjipiti; nokuti havana kuterera inzwi raJehovha; vakandosvika Tapanesi.
Shona 2009?
vakandosvika kunyika yeIjipiti; nokuti havana kuteerera inzwi raJehovha; vakandosvika Tapanesi.
Shona SUB 2002 Bible
vakandosvika kunyika yeIjipiti; nokuti havana kuteerera izwi raJehovha; vakandosvika Tapanihesi.