Jeremiah 43:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tora mabge makuru muruʋoko rwako, uaʋige muvu pakati peɀitina, paʋanopinda napo paimba yaFarao paTapanesi, ʋanhu ʋose ʋaJuda ʋaciɀiʋona;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Tora mabwe makuru uavige mudhaka pakati pezvitinha panopindwa napo kumuzinda waFaro uri paTapanesi, vaJudha vakatarisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tora mumaoko mako mhitsa dzamabwe udzivige muvhu munzira yakaita zvokuroverwa kunopindwa nako mumuzinda waFarao uri muTahipanhesi muno, vanhu vokwaJudha vachizviona.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Tora mabwe makuru muruoko rwako, uavige muvhu pakati pezvitina, pavanopinda napo paimba yaFarao naTapanesi, vanhu vose vaJudha vachizviona;
Shona 2009?
"Tora mabwe makuru muruoko rwako, uavige muvhu pakati pezvitina, pavanopinda napo paimba yaFarao paTapanesi, vanhu vose vaJudha vachizviona;
Shona SUB 2002 Bible
“Tora mabwe makuru muruoko rwako, uavige muvhu pakati pezvitina, pavanopinda napo paimba yaFarao naTapanihesi, vanhu vose vaJudha vachizviona;