Jeremiah 44:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuȿikira zuʋa ranhasi haʋana‐kuɀininipisa, kana kutya, kana kufamba nomurairo waŋgu kana neɀireʋo ɀaŋgu, ɀandakaisa pamberi penyu napamberi pamadziɓaɓa enyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kusvikira pazuva ranhasi havana kuzvininipisa kana kuratidza rukudzo, kana kutevera murayiro wangu nezvirevo zvangu zvandakatema pamberi penyu napamberi pamadzibaba enyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Havana kana nokutombozvininipisa kwose kusvikira pari nhasi. Havana kunditya kana kuchengeta mutemo wangu nezvirevo zvangu zvandakaisa kwamuri nokumadzitateguru enyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kusvikira zuva ranhasi havana kuzvininipisa, kana kutya, kana kufamba nomurayiro wangu kana nezvirevo zvangu, zvandakaisa pamberi penyu napamberi pamadzibaba enyu.
Shona 2009?
"Kusvikira zuva ranhasi havana kuzvininipisa, kana kutya, kana kufamba nomurayiro wangu kana nezvirevo zvangu, zvandakaisa pamberi penyu napamberi pamadzibaba enyu.
Shona SUB 2002 Bible
“Kusvikira zuva ranhasi havana kuzvininipisa, kana kutya, kana kufamba nomurairo wangu kana nezvirevo zvangu, zvandakaisa pamberi penyu napamberi pamadzibaba enyu.