Jeremiah 44:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndicaroʋa ʋagere munyika yeEgipita, seɀandakaroʋa Jerusarema nomunondo nenzara ʋuye nehosha yakaipa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndicharanga vaya vanogara kuIjipiti nomunondo, nenzara uye nedenda sokuranga kwandakaita Jerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndicharanga vanhu vanogara munyika yeIjipiti sezvandakaita Jerusaremu yandakaranga nebakatwa yeshangwa yenzara nedenda,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndicharova vagere munyika yeIjipiti, sezvandakarova Jerusaremu nomunondo nenzara uye nehosha yakaipa;
Shona 2009?
Nokuti ndicharova vagere munyika yeIjipiti, sezvandakarova Jerusaremu nomunondo nenzara uye nehosha yakaipa;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndicharova vagere munyika yeIjipiti, sezvandakarova Jerusaremu nomunondo nenzara uye nechirwere chakaipa;