Jeremiah 44:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti kurege kuʋa nomumŋe wakasara waJuda, ʋakaenda kunyika yeEgipita kundogara’ko ʋari ʋatorwa, uŋgapukunyuka kana uŋgasara, kuti adzokere kunyika yaJuda, kwaʋanoshuʋa kudzokera kuti ʋagare’ko ɀe; nokuti hakuna‐uŋgadzokera, asi ʋakapukunyuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna kuna vakasara veJudha vakaenda kunogara kuIjipiti vangapukunyuka kana kurarama kuti vadzoke kunyika yeJudha, uko kwavanoshuva kuti vadzokere kundogara; hakuna achadzoka kunze kwavashoma vakatiza.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuitira kuti pachitsama chovokwaJudha vakasara vaya vakauya kuzogara kuIjipiti pashayikwe kunyange mumwe zvake anopunyuka kana kurarama kana kuzodzokerazve kunyika kwavaJudha kwavanodisa kudzokera vachinogarako, nokuti havasiri kuzodzokerako kunze kwavapoteri vashoma chete.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti kurege kuva nomumwe wakasara waJudha, vakaenda kunyika yeIjipiti kundogarako vari vatorwa, ungapukunyuka kana ungasara, kuti adzokere kunyika yaJudha, kwavanoshuva kudzokera kuti vagarekozve; nokuti hakuna ungadzokera, asi vakapukunyuka.’ ”
Shona 2009?
kuti kurege kuva nomumwe wakasara waJudha, vakaenda kunyika yeIjipiti kundogarako vari vatorwa, ungapukunyuka kana ungasara, kuti adzokere kunyika yaJudha, kwavanoshuva kudzokera kuti vagarekozve; nokuti hakuna ungadzokera, asi vakapukunyuka.' "
Shona SUB 2002 Bible
kuti kurege kuva nomumwe wakasara waJudha, vakaenda kunyika yeIjipiti kundogarako vari vatorwa, ungapukunyuka kana ungasara, kuti adzokere kunyika yaJudha, kwavanoshuva kudzokera kuti vagarekozve; nokuti hakuna ungadzokera, asi vakapukunyuka.’ ”