Jeremiah 44:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋarume ʋose, ʋaiziʋa kuti ʋakadzi ʋaʋo ʋanopisira ʋamŋe ʋamŋari ɀinonhuwira, naʋakadzi ʋose, ʋakaŋga ʋamire’po, ʋuŋgano huru, iʋo ʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋagere munyika yeEgipita, paPatrosi, ʋakapindura Jeremia, ʋaciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo varume vose vaiziva kuti vakadzi vavo vaipisira zvinonhuwira kuna vamwe vamwari, pamwe chete navakadzi vose vaivapo, ungano huru, navanhu vose vakanga vagere nokumusoro zasi kweIjipiti, vakati kuna Jeremia,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo varume vose vaiziva kuti madzimai avo vakanga vapisira rusenzi kuna vamwe vamwari namadzimai ose akanga amire, negungano guru navanhu vose vaigara kuPatirosi munyika yeIjipiti vakapindura Jeremiya vachiti:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo varume vose, vaiziva kuti vakadzi vavo vanopisira vamwe vamwari zvinonhuwira, navakadzi vose, vakanga vamirepo, ungano huru, ivo vanhu vose vakanga vagere munyika yeIjipiti, naPatirosi, vakapindura Jeremiya, vachiti,
Shona 2009?
Ipapo varume vose, vaiziva kuti vakadzi vavo vanopisira vamwe vamwari zvinonhuhwira, navakadzi vose, vakanga vamirepo, ungano huru, ivo vanhu vose vakanga vagere munyika yeIjipiti, naPatirosi, vakapindura Jeremiya, vachiti,
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo varume vose, vaiziva kuti vakadzi vavo vanopisira vamwe vamwari zvinonhuwira, navakadzi vose, vakanga vamirepo, ungano huru, ivo vanhu vose vakanga vagere munyika yeIjipiti, naPatirosi, vakapindura Jeremiya vachiti,