Jeremiah 44:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova wehondo, Mŋari waIsraeri: Makaʋona ɀakaipa ɀose ɀandakaʋuyisa pamsoro peJerusarema napamsoro pamaguta ose aJuda; ɀino tarirai, nhasi aʋa matoŋgo, hapacinomunhu unogara’mo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari waIsraeri: Makaona njodzi huru yandakauyisa pamusoro peJerusarema nomumaguta ose eJudha. Nhasi uno asiyiwa angova matongo
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
richiti, “Zvanzi naTenzi wehondo nehondo, Mwari weIsiraeri, handiti makazvionera here, nhamo yandakapinza Jerusaremu namaguta ose okwaJudha, chionai kuti, pari nhasi angova matongo zvawo asina ageremo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvanzi naJehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, ‘Makaona zvakaipa zvose zvandakauyisa pamusoro peJerusaremu napamusoro pamaguta ose aJudha; zvino tarirai, nhasi ava matongo, hapachina munhu unogaramo,
Shona 2009?
"Zvanzi naJehovha wehondo, Mwari walsiraeri, `Makaona zvakaipa zvose zvandakauyisa pamusoro peJerusaremu napamusoro pamaguta ose aJudha; zvino tarirai, nhasi ava matongo, hapachina munhu unogaramo,
Shona SUB 2002 Bible
“Zvanzi naJehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, ‘Makaona zvakaipa zvose zvandakauyisa pamusoro peJerusaremu napamusoro pamaguta ose aJudha; zvino tarirai, nhasi ava matongo, hapachina munhu unogaramo,