Jeremiah 44:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jeremia akati kuʋanhu ʋose, kuʋarume nokuʋakadzi, kunaiʋo ʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋamupindura saiɀoɀo, akati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jeremia akati kuvanhu vose, varume navakadzi, vakanga vachimupindura,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Jeremiya akataura kuvanhu vose varume navakadzi navanhu vose vakanga vamupa mhinduro iyoyi achiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jeremiya akati kuvanhu vose, kuvarume nokuvakadzi, kuna ivo vanhu vose vakanga vamupindura saizvozvo, akati,
Shona 2009?
Ipapo Jeremiya akati kuvanhu vose, kuvarume nokuvakadzi, kuna ivo vanhu vose vakanga vamupindura saizvozvo, akati,
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jeremiya akati kuvanhu vose, kuvarume nokuvakadzi, kuna ivo vanhu vose vakanga vamupindura saizvozvo, akati,