Jeremiah 44:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jeremia akati ʋo kuʋanhu ʋose nokuʋakadzi ʋose: Inzwai shoko raJehova, imi ʋaJuda ʋose ʋari munyika yeEgipita:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jeremia akati kuvanhu vose kusanganisira vakadzi, “Inzwai shoko raJehovha, imi vanhu vose veJudha vari muIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jeremiya akataura kuvanhu vose, varume navakadzi achiti, “Inzwai shoko raTenzi imi vokwaJudha mose muri munyika yeIjipiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jeremiya akatiwo kuvanhu vose nokuvakadzi vose, “Inzwai shoko raJehovha, imi vaJudha vose vari munyika yeIjipiti,
Shona 2009?
Zvino Jeremiya akatiwo kuvanhu vose nokuvakadzi vose, "Inzwai shoko raJehovha, imwi vaJudha vose vari munyika yeIjipiti,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jeremiya akatiwo kuvanhu vose nokuvakadzi vose, “Inzwai shoko raJehovha, imi vaJudha vose vari munyika yeIjipiti,