Jeremiah 44:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, ndinoʋarindira ndiʋaitire ɀakaipa, ndirege kuʋaitira ɀakanaka; ʋanhu ʋose ʋaJuda ʋari munyika yeEgipita ʋacaparadzwa nomunondo nenzara, kuȿikira ʋapera ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndinovarindira kuti ndivaitire zvakaipa kwete zvakanaka, vaJudha vari muIjipiti vachafa nomunondo uye nenzara kusvikira vose vaparadzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inzwai, ndiri kuvaongorora kuti ndivape zvinovaipira, kwete zvanovanakira. Varume vose vokwaJudha vari munyika yeIjipiti vachaurayiwa nebakatwa neshangwa yenzara kusvikira vapera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, ndinovarindira ndivaitire zvakaipa, ndirege kuvaitira zvakanaka; vanhu vose vaJudha vari munyika yeIjipiti vachaparadzwa nomunondo nenzara, kusvikira vapera vose.
Shona 2009?
Tarirai, ndinovarindira ndivaitire zvakaipa, ndirege kuvaitira zvakanaka; vanhu vose vaJudha vari munyika yeIjipiti vachaparadzwa nomunondo nenzara, kusvikira vapera vose.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, ndinovarindira ndivaitire zvakaipa, ndirege kuvaitira zvakanaka; vanhu vose vaJudha vari munyika yeIjipiti vachaparadzwa nomunondo nenzara, kusvikira vapera vose.