Jeremiah 45:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova, Mŋari waIsraeri, kwauri, iwe Baruki:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvanzi naJehovha, Mwari waIsraeri, kunewe Bharuki:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
achiti, “Zvanzi naTenzi, Mwari waIsiraeri, kwauri iwe Bharuku:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvanzi naJehovha, Mwari waIsiraeri, kwauri, iwe Bharuki,
Shona 2009?
"Zvanzi naJehovha, Mwari waIsiraeri, kwauri, iwe Bharuki,
Shona SUB 2002 Bible
“Zvanzi naJehovha, Mwari waIsiraeri, kwauri, iwe Bharuki,