Jeremiah 45:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe wakati: Ndinenhamo ɀino, nokuti Jehova wakawedzera kucema pakurwadziwa kwaŋgu; ndaneta nokugomera kwaŋgu, ndinoshaiwa zororo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iwe wakati, ‘Ndine nhamo! Jehovha apamhidzira kusuwa pakurwadziwa kwangu; ndaneta nokugomera uye ndashayiwa zororo.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
wakati iwe, ‘Ndine nhamo ini nokuti Tenzi akawedzera kusuwa pakurwadziwa kwangu. Ndaneta nokugomera kwangu, handiwani zororo.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
iwe wakati, ‘Ndine nhamo zvino, nokuti Jehovha wakawedzera kuchema pakurwadziwa kwangu; ndaneta nokugomera kwangu, ndinoshaiwa zororo.’
Shona 2009?
iwe wakati, `Ndine nhamo zvino, nokuti Jehovha wakawedzera kuchema pakurwadziwa kwangu; ndaneta nokugomera kwangu, ndinoshaiwa zororo.'
Shona SUB 2002 Bible
iwe wakati, ‘Ndine nhamo zvino, nokuti Jehovha akawedzera kuchema pakurwadziwa kwangu; ndaneta nokugomera kwangu, ndinoshaiwa zororo.’