Jeremiah 45:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino citi kwaari: Ɀanzi naJehova: Tarira, candakaʋaka ndicacikoromora ɀe, candakasima ndicacidzura ɀe; ndiɀo ɀandicaitira nyika yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati, “Uti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha: Ndichakoromora zvandakavaka nokudzura zvandakasima, panyika yose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka taura izvozvo kwaari uchiti, Zvanzi naTenzi, Chinzwa, zvandakavaka zviya ndava kuzozvipaza uye zvandakasima ndava kuzozvidzura zvichireva nyika yose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino chiti, kwaari, ‘Zvanzi naJehovha, tarira, chandakavaka ndichachikoromorazve, chandakasima ndichachidzurazve; ndizvo zvandichaitira nyika yose.’
Shona 2009?
"Zvino chiti, kwaari, `Zvanzi naJehovha, tarira, chandakavaka ndichachikoromorazve, chandakasima ndichachidzurazve; ndizvo zvandichaitira nyika yose.'
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino chiti, kwaari, ‘Zvanzi naJehovha, tarira, chandakavaka ndichachikoromorazve, chandakasima ndichachidzurazve; ndizvo zvandichaitira nyika yose.’