Jeremiah 45:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe unoɀitȿakira ɀinhu ɀikuru here? Usaɀitȿaka; nokuti tarira, ndicaʋuyisa ɀakaipa pamsoro penyama yose — ndiɀo ɀinotaura Jehova; asi ndicakupa ʋupenyu bgako ciʋe cinhu cakapambga panɀimbo dzose kwaunoenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iwe ungazvitsvakira zvinhu zvikuru here? Usazvitsvaka. Nokuti ndichauyisa njodzi pamusoro pavanhu vose, ndizvo zvinotaura Jehovha, asi ndichaita kuti utize noupenyu hwako kwose kwaunoenda.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi munozvitsvakira zvinhu zvikuru here? Regai kuzvitsvaka nokuti chionai, ndava kuzounza nhamo kuzvisikwa zvose, ndizvo zviri kutaura Tenzi. Asi iwe ndichaita kuti upunyuke noupenyu hwako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe unozvitsvakira zvinhu zvikuru here? Usazvitsvaka; nokuti tarira, ndichauyisa zvakaipa pamusoro penyama yose ndizvo zvinotaura Jehovha; asi ndichakupa hupenyu hwako chive chinhu chakapambwa panzvimbo dzose kwaunoenda.”
Shona 2009?
Iwe unozvitsvakira zvinhu zvikuru here? Usazvitsvaka; nokuti tarira, ndichauyisa zvakaipa pamusoro penyama yose ndizvo zvinotaura Jehovha; asi ndichakupa hupenyu hwako chive chinhu chakapambwa panzvimbo dzose kwaunoenda."
Shona SUB 2002 Bible
Iwe unozvitsvakira zvinhu zvikuru here? Usazvitsvaka; nokuti tarira, ndichauyisa zvakaipa pamusoro penyama yose ndizvo zvinotaura Jehovha; asi ndichakupa upenyu hwako chive chinhu chakapambwa panzvimbo dzose kwaunoenda.”