Jeremiah 46:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kwira uende Gireadi, undotora’ko muti webarsami, iwe mhandara, mukunda weEgipita; wawanza mishoŋga mizhinji isinamaturo, hauporeswi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kwira kuGireadhi undotora bharimu, iwe Mwanasikana weIjipiti. Asi unongowanza mishonga pasina; kuporeswa kwako hapana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwidzai kuGireadhi mundotorako mushonga webharimu iwe mwanasikana mhandara, Ijipiti. Inga wakatamburira pasina kuzvirapa nemishonga yakawanda, zvokuti upore hazviiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kwira uende Gireadhi, undotorako muti webharisami, iwe mhandara, mukunda weIjipiti; wawanza mishonga mizhinji isina maturo, hauporeswi.
Shona 2009?
Kwira uende Giriyadhi, undotorako muti webharisami, iwe mhandara, mukunda weIjipiti; wawanza mishonga mizhinji isina maturo, hauporeswi.
Shona SUB 2002 Bible
Kwira uende Giriadhi, undotorako muti webharisami, iwe mhandara, mukunda weIjipiti; wawanza mishonga mizhinji isina maturo, hauporeswi.