Jeremiah 46:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mhare dzako dzakabviswa neiko? Haʋana‐kumira, nokuti Jehova wakaʋadziŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, mhare dzenyu dzingadzikisirwei? Havangagoni kumira, nokuti Jehovha achavadzikisa pasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvauya sei kuti Apisi utize. Handira yako yakatadza kumira sei? Nokuti yakarigirwa pasi naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mhare dzako dzakabviswa neiko? Havana kumira, nokuti Jehovha wakavadzinga.’
Shona 2009?
Mhare dzako dzakabviswa neiko? Havana kumira, nokuti Jehovha wakavadzinga.'
Shona SUB 2002 Bible
Mhare dzako dzakabviswa neiko? Havana kumira, nokuti Jehovha akavadzinga.’