Jeremiah 46:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaɗanidzira’ko, ʋaciti: Farao mambo weEgipita iguhu ɀaro, wakarega ŋguʋa yakatarwa icipfuʋura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ikoko vachadanidzira vachiti, ‘Faro mambo weIjipiti anongova ruzha chete; akatadza kushandisa mukana wake.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Daidzai Farao, mambo weIjipiti zita rokuti, ‘Nyamheremhereanopedzeranguvamukuzuwa.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakadanidzirako, vachiti, ‘Farao mambo weIjipiti iguhu zvaro, wakarega nguva yakatarwa ichipfuura.’
Shona 2009?
Vakadanidzirako, vachiti, `Farao mambo weIjipiti iguhu zvaro, wakarega nguva yakatarwa ichipfuura.'
Shona SUB 2002 Bible
Vakadanidzirako, vachiti, ‘Farao mambo weIjipiti iguhu zvaro, wakarega nguva yakatarwa ichipfuura.’