Jeremiah 46:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe mukunda unogara Egipita, ɀigadzirire kutapxa, nokuti Nofi ricaitwa ɗoŋgo, ricapiswa, risina‐unogara’mo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rongedzai zvinhu zvenyu, nokuti muchaenda kuutapwa, imi munogara muIjipiti, nokuti Memufisi ichaitwa dongo, uye ichava dongo risina anogaramo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Imi vagari veIjipiti sungai mikwende mugadzirire kuenda kuutapwa nokuti Memufisi ichava zvayo dongo risina ageremo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe mukunda unogara Ijipiti, zvigadzirire kutapwa, nokuti Nofi richaitwa dongo, richapiswa, risina unogaramo.
Shona 2009?
Iwe mukunda unogara Ijipiti, zvigadzirire kutapwa, nokuti Nofi richaitwa dongo, richapiswa, risina unogaramo.
Shona SUB 2002 Bible
Iwe mukunda unogara Ijipiti, zvigadzirire kutapwa, nokuti Memufisi richaitwa dongo, richapiswa, risina unogaramo.