Jeremiah 46:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamsoro peEgipita; pamsoro pehondo yaFarao‐neko mambo weEgipita, yakaŋga iri parwizi Ufratesi paKarkemishi, yakakundwa naNebukadrezari mambo weBabironi negore recinna raJehoiakimi mŋanakomana waJosia, mambo waJuda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro peIjipiti: Iri ndiro shoko pamusoro pehondo yaFaro Neko mambo weIjipiti, yakakundwa paKarikemishi, paRwizi Yufuratesi naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi mugore rechina raJehoyakimi mwanakomana waJosia mambo weJudha:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakanangana neIjipiti: shoko rakataura richinangana nehondo yavarwi yaFarao anonzi Neko, mambo weIjipiti yakanga iri pedyo nerwizi rwaYufuratesi paKarikemishi, hondo iya yakazokurirwa naNebhukadhireza mambo weBhabhironi mugore rechina rokutonga kwaJehoyakimu mwanakomana waJosiya mambo wokwaJudha; rakauya richiti:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamusoro peIjipiti; pamusoro pehondo yaFaraoneko mambo weIjipiti, yakanga iri parwizi Yufuratesi paKarikemishi, yakakundwa naNebhukadhirezari mambo weBhabhironi negore rechina raJehoiakimu mwanakomana waJosia, mambo waJudha.
Shona 2009?
Pamusoro peIjipiti; pamusoro pehondo yaFaraoneko mambo weIjipiti, yakanga iri parwizi Yufuratesi paKarikemishi, yakakundwa naNebhukadhirezari mambo weBhabhironi negore rechina raJehoiakimu mwanakomana waJosiya, mambo waJudha.
Shona SUB 2002 Bible
Pamusoro peIjipiti; pamusoro pehondo yaFaraoneko mambo weIjipiti, yakanga iri parwizi Yufuretesi paKakemishi, yakakundwa naNebhukadhineza mambo weBhabhironi negore rechina raJehoiakimu mwanakomana waJosiya, mambo waJudha.