Jeremiah 46:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukunda weEgipita ucanyadziswa, ucaiswa mumaʋoko aʋanhu ʋanobva kurutiʋi rwokumsoro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwanasikana weIjipiti achanyadziswa, achaiswa mumaoko avanhu vokumusoro.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iye mukunda, Ijipiti achafumurwa achaiswa mumaoko mavanhu vokuchamhembe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukunda weIjipiti uchanyadziswa, uchaiswa mumaoko avanhu vanobva kurutivi rwokumusoro.”
Shona 2009?
Mukunda weIjipiti uchanyadziswa, uchaiswa mumaoko avanhu vanobva kurutivi rwokumusoro."
Shona SUB 2002 Bible
Mukunda weIjipiti uchanyadziswa, uchaiswa mumaoko avanhu vanobva kurutivi rwokumusoro.”