Jeremiah 46:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanomhanyisa ŋgaʋarege kutiza, mhare ŋgadzirege kupukunyuka; kurutiʋi rwokumsoro, parwizi rwaUfratesi, ʋakagumburwa ʋakawira pasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanogona kumhanya havangatizi, uye vakasimba havangapunyuki. Nechokumusoro paRwizi Yufuratesi vanogumburwa vagowa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Shasha dzokumhanya semhepo hadzimbogona kupatiza, kana murwi wehondo haapapunyuki, kuchamhembe kurwizi rwaYufuratesi vari kugumburwa vachiputsika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanomhanyisa ngavarege kutiza, mhare ngadzirege kupukunyuka; kurutivi rwokumusoro, parwizi rwaYufuratesi, vakagumburwa vakawira pasi.
Shona 2009?
Vanomhanyisa ngavarege kutiza, mhare ngadzirege kupukunyuka; kurutivi rwokumusoro, parwizi rwaYufuratesi, vakagumburwa vakawira pasi.
Shona SUB 2002 Bible
Vanomhanyisa ngavarege kutiza, mhare ngadzirege kupukunyuka; kurutivi rwokumusoro, parwizi rwaYufuretesi, vakagumburwa vakawira pasi.