Jeremiah 46:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Egipita rinokwira saNairi, mvura yarwo inotamba senzizi; rinoti: Ndicakwira, ndicafukidza nyika, ndicaparadza maguta naʋagere’mo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ijipiti yazara seNairi, senzizi dzamapopopo. Inoti, “Ndichazara ndigofukidza nyika; ndichaparadza maguta navanhu vawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ijipiti yatutumuka saNairi senzizi dzafashukira mhiri nemhiri. Yakazviti ndichasumuka pasi pano ndipati fuse fuse kukwidibira ndichiparadza maguta navagari vemo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ijipiti rinokwira saNairi, mvura yarwo inotamba senzizi; rinoti, ‘Ndichakwira, ndichafukidza nyika, ndichaparadza maguta navageremo.’
Shona 2009?
"Ijipiti rinokwira saNairi, mvura yarwo inotamba senzizi; rinoti, `Ndichakwira, ndichafukidza nyika, ndichaparadza maguta navageremo.'
Shona SUB 2002 Bible
“Ijipiti rinokwira saNairi, mvura yarwo inotamba senzizi; rinoti, ‘Ndichakwira, ndichafukidza nyika, ndichaparadza maguta navageremo.’