Jeremiah 47:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋacinzwa kutinhira kwokutsika kwamahwanda amabiza ake anesimba, nokumhanyisa kweŋgoro dzake, nokuʋirima kwamakumbo eŋgoro dzake, madziɓaɓa haaceukiri kuʋana ʋawo nokuneta kwamaʋoko aʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuda kwomutsindo wemahwanda emabhiza, nomutinhiro wengoro dzavavengi, nokurira kwemavhiri adzo. Madzibaba haangadzoki kuzobatsira vana vavo; maoko avo acharembera seakaremara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Donzwa kukakatika kwamakumbo amabhiza ake makono nokuuruka kumhanya kwengoro dzake dzehondo nokuriridza kwamavhiri adzo madzibaba asisacheuki vana vawo, maoko avo achiti rukutu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana vachinzwa kutinhira kwokutsika kwamahwanda amabhiza ake ane simba, nokumhanyisa kwengoro dzake, nokuvirima kwamakumbo engoro dzake, madzibaba haacheukiri kuvana vawo nokuneta kwamaoko avo;
Shona 2009?
Kana vachinzwa kutinhira kokutsika kwamahwanda amabhiza ake ane simba, nokumhanyisa kwengoro dzake, nokuvirima kwamakumbo engoro dzake, madzibaba haacheukiri kuvana vawo nokuneta kwamaoko avo;
Shona SUB 2002 Bible
Kana vachinzwa kutinhira kwokutsika kwamahwanda amabhiza ake ane simba, nokumhanyisa kwengoro dzake, nokuvirima kwamakumbo engoro dzake, madzibaba haacheukiri kuvana vawo nokuneta kwamaoko avo;