Jeremiah 47:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, iwe munondo waJehova, ucashaiwa zororo kuȿikira riniko? Dzokera mumuhara wako, zorora, unyarare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Muchachema muchiti, ‘Nharirire, munondo waJehovha, uchasvika riniko usati wazorora? Dzokera mumuhara wako; mira, unyarare.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iwe bakatwa raTenzi, kusvikira rini chaizvo kuti uzonyarara. Chizvipinza hako muhara mako uzorore wakati mwi-i.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa, iwe munondo waJehovha, uchashaiwa zororo kusvikira riniko? Dzokera mumuhara wako, zorora, unyarare.
Shona 2009?
Haiwa, iwe munondo waJehovha, uchashaiwa zororo kusvikira rinhiko? Dzokera mumuhara wako, zorora, unyarare.
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa, iwe munondo waJehovha, uchashaiwa zororo kusvikira rinhiko? Dzokera mumuhara wako, zorora, unyarare.