Jeremiah 48:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamsoro paMoabi. Ɀanzi naJehova wehondo, Mŋari waIsraeri: Nebo rinenhamo, nokuti raparadzwa; Kiriataimi ranyadziswa, rakundwa; Mishgabi ranyadziswa, ravunduswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro peMoabhu: Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari waIsraeri, “Ine nhamo Nebho, nokuti ichaparadzwa. Kiriataimi ichanyadziswa uye ichakundwa; nhare dzichanyadziswa uye dzichaparadzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi wehondo nehondo, Mwari weIsiraeri nezveMoabhu, “Zvazoriwana guta reNebho nokuti raparara, Kiriyataimu yanyadziswa, yatorwa, guta remasvingo rafumurwa rapazwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamusoro paMoabhu. “Zvanzi naJehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, ‘Nebho rine nhamo, nokuti raparadzwa; Kiriataimu ranyadziswa, rakundwa; Mishigabhi ranyadziswa, ravhunduswa.’
Shona 2009?
Pamusoro paMoabhu. "Zvanzi naJehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, `Nebho rine nhamo, nokuti raparadzwa; Kiriataimu ranyadziswa, rakundwa; Mishigabhi ranyadziswa, ravhunduswa.'
Shona SUB 2002 Bible
Pamusoro paMoabhu. “Zvanzi naJehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, ‘Nebho rine nhamo, nokuti raparadzwa; Kiriataimu ranyadziswa, rakundwa; Mishigabhi ranyadziswa, ravhunduswa.’