Jeremiah 48:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaatukwe unoɓate‐ɓasa raJehova asinehanya naro; ŋgaatukwe unodzora munondo wake paropa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ngaatukwe uyo anobata basa raJehovha asina hanya! Ngaatukwe uyo anodzora munondo wake pakuteura ropa!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngaawirwe norushambwa munhu asingaite basa raTenzi nomwoyo wose. Ngaawirwe norushambwa munhu anochengeta zvake bakatwa asingadeure ropa naro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngaatukwe unobate basa raJehovha asina hanya naro; ngaatukwe unodzora munondo wake paropa.
Shona 2009?
Ngaatukwe unobate basa raJehovha asina hanya naro; ngaatukwe unodzora munondo wake paropa.
Shona SUB 2002 Bible
Ngaatukwe unobate basa raJehovha asina hanya naro; ngaatukwe unodzora munondo wake paropa.