Jeremiah 48:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Moabi ʋakaŋga ʋanezororo kubva paʋuɗuku bgaʋo, ʋakagara pamasese aʋo, haʋana‐kuɗururwa ʋacibviswa mumudziyo mumŋe ʋaciiswa munomumŋe mudziyo, ʋuye haʋana‐kutapxa; naiɀoɀo kuzipa kwaʋo kwakarambira mukati maʋo, nokunhuwira kwaʋo hakuna‐kushanduka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Moabhu anga ane zororo kubvira pauduku hwake, sewaini yasarira mumasese, isina kudirwa kubva muno mumwe mudziyo ichiiswa muno mumwe, haana kuenda muutapwa. Saka anongotapira sezvaakanga ari, uye kunhuwira kwake hakuna kushanduka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Moabhu yakagarika kubvira paupwere hwayo uye igere zvayo kudivi ramakomo kusina mhepo. Haina kana kumbokwengurwa zvayo, chirongo nechirongo kana kutomboendeswa muutapwa. Saka mukanwa mayo muchakangodaro kunhuwirira kwayo hakusatiwo kwasanduka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Moabhu vakanga vane zororo kubva pahuduku hwavo, vakagara pamasese avo, havanakudururwa vachibviswa mumudziyo, uye havana kutapwa; naizvozvo kuzipa kwavo kwakarambira mukati mavo, nokunhuwira kwavo hakuna kushanduka.
Shona 2009?
"Moabhu vakanga vane zororo kubva pahuduku hwavo, vakagara pamasese avo, havana kudururwa vachibviswa mumudziyo, uye havana kutapwa; naizvozvo kuzipa kwavo kwakarambira mukati mavo, nokunhuhwira kwavo hakuna kushanduka.
Shona SUB 2002 Bible
“Moabhu vakanga vane zororo kubva pahuduku hwavo, vakagara pamasese avo, havana kudururwa vachibviswa mumudziyo, uye havana kutapwa; naizvozvo kuzipa kwavo kwakarambira mukati mavo, nokunhuwira kwavo hakuna kushanduka.