Jeremiah 48:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Moabi ʋaparadzwa, ʋakwira mumaguta aʋo, majaya aʋo akasanaŋgurwa akaɓuruka kundoʋurawa — ndiɀo ɀinotaura Mambo, unezita rinonzi Jehova wehondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Moabhu ichaparadzwa, uye maguta ayo achapindirwa nechisimba; majaya ake akaisvonaka achaburukira kundourayiwa,” ndizvo zvinotaura Mambo, ane zita rinonzi Jehovha Wamasimba Ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mharadzi dzeMoabhu namaguta ayo vakwidza kuno uku. Majaya ayo, ano chaiwo, akasvika achiti zvino rororo kufa. Ndizvo zviri kutaura Mambo ane zita rokuti Tenzi wehondo nehondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Moabhu vaparadzwa, vakwira mumaguta avo, majaya avo akasanangurwa akaburuka kundourawa ndizvo zvinotaura Mambo, une zita rinonzi Jehovha wehondo.
Shona 2009?
Moabhu vaparadzwa, vakwira mumaguta avo, majaya avo akasanangurwa akaburuka kundourawa ndizvo zvinotaura Mambo, une zita rinonzi Jehovha wehondo.
Shona SUB 2002 Bible
Moabhu vaparadzwa, vakwira mumaguta avo, majaya avo akasanangurwa akaburuka kundourayiwa ndizvo zvinotaura Mambo, une zita rinonzi Jehovha wehondo.