Jeremiah 48:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Njodzi yaMoabi yaʋa pedyo yoɗo‐kuʋuya, nhamo yaʋo yokurumidza kuʋuya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kuwa kweMoabhu kwava pedyo; njodzi yayo ichasvika nokukurumidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyatwa yeMoabhu yasvika nhamo yayo iri kumhanya kuuya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Njodzi yaMoabhu yava pedyo yodokuuya, nhamo yavo yokurumidza kuuya.
Shona 2009?
"Njodzi yaMoabhu yava pedo yodokuuya, nhamo yavo yokurumidza kuuya.
Shona SUB 2002 Bible
“Njodzi yaMoabhu yava pedyo yodokuuya, nhamo yavo yokurumidza kuuya.