Jeremiah 48:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe mukunda unogara Diboni, ɓuruka pakukudzwa kwako, ugare panenyota, nokuti muparadzi waMoabi waʋuya kuzorwa newe, waparadza nhare dzako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Burukai pakukudzwa kwenyu mugare pavhu rakaoma, imi vagari voMwanasikana weDhibhoni, nokuti iye anoparadza Moabhu achauya kuzokurwisai, uye agoparadza maguta enyu akakomberedzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jitika pambiri yako apo ugarewo pasi pakati kukutu kuoma, iwe mugari weDhibhoni nokuti mharadzi yeMoabhu yakuvinga ikaparadza nzvimbo dzoko dzokuhwanda muhondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Iwe mukunda unogara Dhibhoni, buruka pakukudzwa kwako, ugare pane nyota, nokuti muparadzi waMoabhu wauya kuzorwa newe, waparadza nhare dzako.
Shona 2009?
"Iwe mukunda unogara Dhibhoni, buruka pakukudzwa kwako, ugare pane nyota, nokuti muparadzi waMoabhu wauya kuzorwa newe, waparadza nhare dzako.
Shona SUB 2002 Bible
“Iwe mukunda unogara Dhibhoni, buruka pakukudzwa kwako, ugare pane nyota, nokuti muparadzi waMoabhu wauya kuzorwa newe, waparadza nhare dzako.