Jeremiah 48:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Moabi ʋakanyadziswa, nokuti ʋakakoromorwa. Wuŋgudzai muceme, muɀiparidzire paArnoni kuti Moabi ʋaparadzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Moabhu yanyadziswa, nokuti yaparadzwa. Ungudzai uye muridze mhere! Zvizivisei paArinoni kuti Moabhu yaparadzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Moabhu yanyadziswa nokuti yaputsika, hwihwidzai muchichema! Udza vanhu muna Arinoni kuti, Moabhu yaparara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Moabhu vakanyadziswa, nokuti vakakoromorwa. Wungudzai mucheme, muzviparidzire paArinoni kuti Moabhu vaparadzwa.
Shona 2009?
Moabhu vakanyadziswa, nokuti vakakoromorwa. Wungudzai mucheme, muzviparidzire paArinoni kuti VaMoabhu vaparadzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Moabhu vakanyadziswa, nokuti vakakoromorwa. Wungudzai mucheme, muzviparidzire paArinoni kuti Moabhu vaparadzwa.