Jeremiah 48:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, kutoŋgwa kwaȿika panyika yamapani, paHoroni, napaJaza, napaMefaati,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutonga kwasvika kumutunhu wakakwirira, kuHoroni, neJahaza neMefaati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Yasvika nguva yokutongwa kwenyika yomuzanda wakasandarika neHoroni neJahiza neMefaati
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvirokwazvo, kutongwa kwasvika panyika yamapani, paHoroni, napaJaza, napaMefaati,
Shona 2009?
"Zvirokwazvo, kutongwa kwasvika panyika yamapani, paHoroni, napaJaza, napaMefaati,
Shona SUB 2002 Bible
“Zvirokwazvo, kutongwa kwasvika panyika yamapani, paHoroni, napaJaza, napaMefaati,