Jeremiah 48:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Takanzwa kuɀikudza kwaMoabi, kuti ʋanoɀikudza kwaɀo; manyawi aʋo, nokuɀikudza kwaʋo, nokuɀirumbidza kwaʋo, namanyawi omŋoyo waʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Takanzwa nezvokuzvikudza kweMoabhu, manyawi nokudada kwavo kukuru uye kuzvikudza kwakanyanya, kuzvikudza kwavo nokuzvitutumadza namanyawi emwoyo wayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Guhu rokuzvikudza kweMoabhu takarinzwa, kuzvikudza kukuru kwazvo nokuzvitutumadza kwayo nokuzvizuwidza kwayo nokuzvidadisa kwayo nomwoyo wayo wokuzvinyundumadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Takanzwa kuzvikudza kwaMoabhu, kuti vanozvikudza kwazvo; nokuzvirumbidza kwavo, namanyawi omwoyo wavo.
Shona 2009?
Takanzwa kuzvikudza kwaVaMoabhu, kuti vanozvikudza kwazvo; nokuzvirumbidza kwavo, namanyawi omoyo wavo.
Shona SUB 2002 Bible
Takanzwa kuzvikudza kwaMoabhu, kuti vanozvikudza kwazvo; nokuzvirumbidza kwavo, namanyawi omwoyo wavo.