Jeremiah 48:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Inzwai inzwi rokucema rinobva Horonaimi, kuparadzwa nokukoromorwa kukuru!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Inzwai kuchema kunobva kuHoronaimi, kuchema kwokukoromorwa nokuparadzwa kukuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Heyo mhere yarira kuHoronaimu! Hero dongo zvaro, raparara zvokuparara zviya!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Inzwai inzwi rokuchema rinobva Horonaimi, ‘Kuparadzwa nokukoromorwa kukuru!’
Shona 2009?
Inzwai inzwi rokuchema rinobva Horonaimi, `Kuparadzwa nokukoromorwa kukuru!'
Shona SUB 2002 Bible
Inzwai izwi rokuchema rinobva Horonaimi, ‘Kuparadzwa nokukoromorwa kukuru!’