Jeremiah 48:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoziʋa hasha dzaʋo, kuti hadzinamaturo — ndiɀo ɀinotaura Jehova; kuɀirumbidza kwaʋo haɀina‐kuita cinhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoziva kusindimara kwayo asi hakuna maturo,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “uye kuzvikudza kwake kuzhinji hakuna zvakunoreva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndinoziva unhunzvatunzva hwayo, kuzvikudza kwayo hakuna zviripo zviito zvayo hazvina maturo. Ndizvo zviri kutaura Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinoziva hasha dzavo, kuti hadzina maturo ndizvo zvinotaura Jehovha; kuzvirumbidza kwavo hazvina kuita chinhu.
Shona 2009?
Ndinoziva hasha dzavo, kuti hadzina maturo ndizvo zvinotaura Jehovha; kuzvirumbidza kwavo hazvina kuita chinhu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinoziva hasha dzavo, kuti hadzina maturo ndizvo zvinotaura Jehovha; kuzvirumbidza kwavo hazvina kuita chinhu.