Jeremiah 48:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kubva pakucema kweHeshboni kuȿikira Ereare, nokuȿikira Jahazi, ʋakanzwisa inzwi raʋo, kubva Zoari kuȿikira Horonaimi neEgrati‐sherishiya; nokuti nemvura zhinji yeNimrimi icaparadzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Inzwi rokuchema kwavo rinokwira richibva kuHeshibhoni kusvikira kuErieri neJahazi, kubva kuZoari kusvikira kuHoronaimi neEgirati Sherishiya, nokuti kunyange nemvura dzeNimirimi dzapwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Maguta Heshibhoni neEreare aridza mhere nokuJahazi kwose vadudza nezwi ravo kubvira kuZoari kusvikira kuHoronaimu nokuEgiratishereishiya. Chiripo ndechokuti mvura yokuNimurimu yaperawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kubva pakuchema kweHeshibhoni kusvikira Ereare, nokusvikira Jahazi, vakanzwisa inzwi ravo, kubva Zoari kusvikira Horonaimi neEgiratisherishiya; nokuti nemvura zhinji yeNimirimi ichaparadzwa.
Shona 2009?
"Kubva pakuchema kweHeshibhoni kusvikira Ereare, nokusvikira Jahazi, vakanzwisa inzwi ravo, kubva Zoari kusvikira Horonaimi neEgiratisherishiya; nokuti nemvura zhinji yeNimirimi ichaparadzwa.
Shona SUB 2002 Bible
“Kubva pakuchema kweHeshibhoni kusvikira Ereare, nokusvikira Jahazi, vakanzwisa izwi ravo, kubva Zoari kusvikira Horonaimi neEgiratisherishiya; nokuti nemvura zhinji yeNimirimi ichaparadzwa.