Jeremiah 48:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti misoro yose yaʋa nemhazha, nendebvu dzose dzaʋeʋurwa; maʋoko ose atemŋa, neɀiʋuno ɀose ɀinamasaga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musoro mumwe nomumwe wakaveurwa, uye ndebvu dzose dzakagurirwa; ruoko rumwe norumwe rwakagurwa, uye zviuno zvose zvakafukidzwa namasaga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Musoro woga woga wakaveurwa, uye ndebvu dzose dzaguswa, akachekwachekwa maoko ose akasungira saga muchiuno.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti misoro yose yava nemhazha, nendebvu dzose dzaveurwa; maoko ose atemwa, nezviuno zvose zvinamasaga.
Shona 2009?
Nokuti misoro yose yava nemhazha, nendebvu dzose dzaveurwa; maoko ose atemwa, nezviuno zvose zvinamasaga.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti misoro yose yava nemhanza, nendebvu dzose dzaveurwa; maoko ose atemwa, nezviuno zvose zvina masaga.