Jeremiah 48:47 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi namazuʋa okupedzisira ndicadzosa kutapxa kwaMoabi — ndiɀo ɀinotaura Jehova. Ndi’po panoȿika kutoŋgwa kwaMoabi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kunyange zvakadaro ndichadzosazve pfuma yeMoabhu pamazuva anouya,” ndizvo zvinotaura Jehovha. Pano ndipo panogumira kutongwa kweMoabhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvakadaro zvazvo ndichadzosera Moabhu makomborero ayo mune ramangwana,” ndizvo zviri kutaura Tenzi. Zvarehwa izvozvi ndokutongwa kuchaitwa Moabhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi namazuva okupedzisira ndichadzosa kutapwa kwaMoabhu ndizvo zvinotaura Jehovha.” Ndipo panosvika kutongwa kwaMoabhu.
Shona 2009?
"Asi namazuva okupedzisira ndichadzosa kutapwa kwaMoabhu ndizvo zvinotaura Jehovha." Ndipo panosvika kutongwa kwaMoabhu.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi namazuva okupedzisira ndichadzosa kutapwa kwaMoabhu ndizvo zvinotaura Jehovha.” Ndipo panosvika kutongwa kwaMoabhu.