Jeremiah 48:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋacakwira nomukwidzwa weRuhiti ʋaciŋgocema; nokuti pamatenusirwa eHoronaimi ʋakanzwa njodzi yokucema kwokuparadzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachakwira nomukwidza weRuhiti, vachichema zvikuru pakuenda kwavo; pamateru enzira yokuHoronaimi kuchema kwokurwadziwa pamusoro pokuparadza kunonzwika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vanokwira mukwidza wokuRuhiti iri mhere chete kuhwihwidza nokuti pamateru okuHoronaimu heyo mhere yenhamo yokuparadzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vachakwira nomukwidzwa weRuhiti vachingochema; nokuti pamatenusirwa eHoronaimi vakanzwa njodzi yokuchema kwokuparadzwa.
Shona 2009?
Nokuti vachakwira nomukwidzwa weRuhiti vachingochema; nokuti pamatenusirwa eHoronaimi vakanzwa njodzi yokuchema kokuparadzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vachakwira nomukwidzwa weRuhiti vachingochema; nokuti pamatenusirwa eHoronaimi vakanzwa njodzi yokuchema kwokuparadzwa.