Jeremiah 48:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀamakaʋimba namaɓasa enyu nefuma yenyu, mucakundwa ʋo; Kemoshi ʋacaenda kwaʋanotapxa, ʋaprista ʋaʋo namacinda aʋo pamŋe cete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sezvo muchivimba namabasa uye nepfuma yenyu, nemiwo muchatapwa, uye Kemoshi ichaenda kuutapwa, pamwe chete navaprista namachinda ayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pari pamusana pokuti makavimbaka imi namabasa enyu noupfumi hwenyu, newewo uchatotorwa iye mwari wenyu Kemoshi achaendwa naye kuutapwa, pamwechete navapristi vake namachinda ake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvamakavimba namabasa enyu nepfuma yenyu, muchakundwawo; Kemoshi vachaenda kwavanotapwa, vapristi vavo namachinda avo pamwechete.
Shona 2009?
Nokuti zvamakavimba namabasa enyu nefuma yenyu, muchakundwawo; Kemoshi vachaenda kwavanotapwa, vaprista vavo namachinda avo pamwechete.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvamakavimba namabasa enyu nepfuma yenyu, muchakundwawo; Kemoshi vachaenda kwavanotapwa, vapristi vavo namachinda avo pamwechete.